1 1000 1 300 120 30 http://enthusemag.com 960 1
site-mobile-logo
site-logo

#MCM Spoken Word Artist, Madzitatiguru

Tendekai Tati popularly known as Madzitatiguru in the creative spaces is a melting pot of talent. He is a copywriter, poet and shall we say a screen writer. He managed to impress us when he wrote a script on Facebook after […]

Tendekai Tati popularly known as Madzitatiguru in the creative spaces is a melting pot of talent. He is a copywriter, poet and shall we say a screen writer. He managed to impress us when he wrote a script on Facebook after crooner Bryan K live shared his journey to collect a friend at the airport. This guy is a legend in the poetry circles and is regarded as one of the best in Zimbabwe.

Spitting In Shona and also occasionally in English, he manages to fuse in street lingo with deep Shona to weave a unique flow and word play that no other equals. His unique brand of poetry has managed to make him stand out at every competition he participates in.  He calls his brand of spoken word, Urban Ancient Poetry. We guess its all in the name right, after all his alias means ‘ancestor’.

Madzitatiguru was crowned the Slam Champion at the 2011 Afro-Express Poetry Slam hosted in Johannesburg, South Africa. He has participated in the House of Hunger poetry Slams hosted at Shoko Festival since 2011 managing to bag back to back titles in 2015 and 2016. He was also crown slam champion  at the 2015 edition of HIFA. Back in 2014 he toured Denmark, performing and also hosting poetry workshops in schools and colleges.

Here is one of his works, beautiful and funny. As always!

MaRekodhi Enhorondo

I remember  Ndichiri mupfana kuchiCrosswa makumbo
MuPeugeot 504  , ndichigara pamakumbo
Zvichinzi uyu haabhadhare , iHalf Ticket
Ndichinzi number 7 webhora because of maRickets

Ane mateya mwana uyu , apa airehwa ndini
Mavende achinzi magedhi ebhora , kuchiri nemabhini
EmaDrum akachekwa , aiita ngura kukanaya
Matoys achinzi anogara mumba , panze tichitamba nemota dzemawaya

Kana zvidhinha zvekusunda zvichinzi bhazi
Mabhazi ekupinda ghetto ari Ma ZUPCO
Kombi ichiri kunzi Mini Bus
Yakazotanga kudaidzwa kunzi kombi after VW Kombi
ndokubva yanyorwa kuti Commuter omni Bus
Yakureplacer ma E.T  ayo akudzoka futi nhasi ,
muna Leopold Takawira

Pakapinda Two Dollar Coin ichinzi Pangolin
Tiri vapfanha tichinyeperana  kuti iGhoridhe
PaHoliday yaAugust neya December
I Remember tichiSkera matemba…

….Takaungana ne maCousin Hobho
Pachi Releaswa maFresh ,  vana “Priz priz Mahobho”
Wangu usamuzembera ndapota
Chirimupoto chimbambaira chirimupoto
Dhikondo ndera mai vaDhikondo

Muvharanda maJose mune tuTable netuChair netusikana tunotamba
Tuchiti Ndochi…
Ndomazuva ainetsa Fashani yakudzoka futi nhasi yema Scotch-Scotch
Viscos, maDhangaring
Madhikauzi ,  maSize hombe ema ear-ring

Batista naJohn Cena Vasati vapinda muPicture
kuna Lex Luger , Owen Heart naKhamala
Hulk Hogan,  Jim Dugan,
Sean Micheals na Undertaker
vanaTsano vaya vagara

Machips Anonzi maJohn Cena haasiriwo akatanga kutora zita kubva ku Wrestling,
zvakatanga nemaDoink
Magen’a aizvipenda kumeso Ogan’ira vanhu
Hapana chinhu chitsva pasi pezuva

Kusati kwana dj Chilli naDj Naida
Kwaiva na John Phiri naEric Nite the Nite rider
Coke on the beat NaTich Mataz Tichiiona paBlack and white
zvichitoshamisira kuti mune Colour Tv
Macolour Tv tese tanawo zvakushamisira nhasi ndezve kuti mune Smart tv ine 3D

VCR yakatombonetsa sekunetsa kwakaita DVD
Macassatte epa Radio tichi Rewinda nemaPen
kukazouyawo CD
Cd renoSkretcheka seku Scratcheka kunoita Ma vnyl record
History Repeats itself saka Stadha maRecords enhorondo

Madzitatiguru

 

Kirkpatrick Chidamba

Free Thinker. Loud. Another inhabitant of Terra Firma. I am not your favourite person. Neither do I plan to be. But you will know my opinion. In fact, you will love it.

FEATURES
Previous Post
Nutty O, The Bugatti...
Selmor Mtukudzi
Next Post
Strong Girl Singer S...
0 Comments

Leave a Reply

%d bloggers like this: